RATIDZA Bhuku remuBhaibheri Genesisi Eksodho Revhitiko Numeri Dheuteronomi Joshua Vatongi Rute 1 Samueri 2 Samueri 1 Madzimambo 2 Madzimambo 1 Makoronike 2 Makoronike Ezra Nehemiya Esteri Jobho Mapisarema Zvirevo Muparidzi Rwiyo rwaSoromoni Isaya Jeremiya Mariro Ezekieri Dhanieri Hosiya Joeri Amosi Obhadhiya Jona Mika Nahumi Habhakuki Zefaniya Hagai Zekariya Maraki Mateu Mako Ruka Johani Mabasa VaRoma 1 VaKorinde 2 VaKorinde VaGaratiya VaEfeso VaFiripi VaKorose 1 VaTesaronika 2 VaTesaronika 1 Timoti 2 Timoti Tito Firimoni VaHebheru Jakobho 1 Petro 2 Petro 1 Johani 2 Johani 3 Johani Judha Zvakazarurwa Chitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 Tsamba kuvaHebheru Zvitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 Zviri Mubhuku Racho 1 Mwari anotaura kuburikidza neMwanakomana wake (1-4) Mwanakomana anopfuura ngirozi (5-14) 2 Nyatsoisa pfungwa pazvinhu zvawakanzwa (1-4) Zvinhu zvese zvakaiswa pasi paJesu (5-9) Jesu nehama dzake (10-18) Mumiririri Mukuru weruponeso rwavo (10) Mupristi mukuru ane tsitsi (17) 3 Jesu mukuru kuna Mozisi (1-6) Zvinhu zvese zvakavakwa naMwari (4) Kuyambirwa nezvekusava nekutenda (7-19) “Nhasi kana mukateerera inzwi rake” (7, 15) 4 Kutadza kupinda muzororo raMwari (1-10) Kukurudzirwa kupinda muzororo raMwari (11-13) Shoko raMwari ibenyu (12) Jesu, mupristi mukuru anopfuura vamwe vese (14-16) 5 Jesu anopfuura vapristi vakuru vepanyika (1-10) Sezvakanga zvakaita Merekizedheki (6, 10) Akadzidza kuteerera pamatambudziko aakasangana nawo (8) Anoita kuti pave nekuponeswa nekusingaperi (9) Kuyambirwa nezvekutadza kukura (11-14) 6 Shanda nesimba kuti ukure (1-3) Vaya vari kutsauka vakaroverera Mwanakomana padanda zvakare (4-8) Itai kuti tariro yenyu ive yechokwadi (9-12) Zvakavimbiswa naMwari zvinotoitika (13-20) Vimbiso yaMwari uye mhiko hazvichinji (17, 18) 7 Merekizedheki, mambo uye mupristi akasiyana nevamwe vese (1-10) Upristi hwaKristu ndehwepamusorosoro (11-28) Kristu anokwanisa kuponesa zvakakwana (25) 8 Tebhenekeri ine zvainofananidzira zvekudenga (1-6) Kusiyana kwakaita sungano itsva neyekare (7-13) 9 Basa dzvene rinoitwa munzvimbo tsvene yepanyika (1-10) Kristu anopinda kudenga neropa rake (11-28) Murevereri wesungano itsva (15) 10 Zvibayiro zvemhuka hazvibatsiri (1-4) Mutemo, mumvuri (1) Chibayiro chaKristu kamwe chete zvikabva zvakwana (5-18) Nzira itsva uye mhenyu (19-25) Tisingaregi kuungana kwedu (24, 25) Kuyambirwa nezvekuita chivi nemaune (26-31) Chivimbo uye kutenda zvinobatsira kutsungirira (32-39) 11 Tsanangudzo yekutenda (1, 2) Mienzaniso yevanhu vaiva nekutenda (3-40) Hazviiti kufadza Mwari pasina kutenda (6) 12 Jesu, Mukwanisi wekutenda kwedu (1-3) Gore guru rezvapupu (1) Usaramba kurayirwa kwaunoitwa naJehovha (4-11) Ruramisai nzira dzetsoka dzenyu (12-17) Kuswedera kuJerusarema rekudenga (18-29) 13 Kukurudzira kwekupedzisira uye kwaziso yekupedzisira (1-25) Musakanganwa kugamuchira vaenzi zvakanaka (2) Wanano ngaikudzwe (4) Teererai vaya vari kukutungamirirai (7, 17) Ipai chibayiro chekurumbidza (15, 16) Kumashure Mberi Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe VaHebheru—Zviri Mubhuku Racho SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE VaHebheru—Zviri Mubhuku Racho Shona VaHebheru—Zviri Mubhuku Racho https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1001061100/univ/wpub/1001061100_univ_sqr_xl.jpg nwt VaHebheru p. 1852