Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

November 20-26

JOBHO 18-19

November 20-26
  • Rwiyo 44 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Usambofa Wakarasa Vaunonamata Navo”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Job 19:1, 2—Tinodzidzei pane zvakaitwa naJobho paakaudzwa mashoko anorwadza nevanhu vaiita seshamwari dzake? (w94 10/1 32)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Job 18:1-21 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 90

  • Iva Shamwari yaJehovha—Batsira Vamwe: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo iyi. Kana muungano menyu muine vana, kumbirai vana vamakatosarudza kare kuti vauye kuchikuva, movabvunza kuti: Vana vangabatsira sei vamwe?

    Zvii zvaunoda kuita kuti ubatsire vamwe?

  • Urongwa Hwekunyaradza Vaya Vanoshumira paBheteri”: (10 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) bt chits. 2 ¶8-15

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 63 Nemunyengetero