Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

KURARAMA KWECHIKRISTU

Urongwa Hwekunyaradza Vaya Vanoshumira paBheteri

Urongwa Hwekunyaradza Vaya Vanoshumira paBheteri

Munhu wese anosangana nematambudziko uye anoda kunyaradzwa nekutsigirwa. Kunyange vaya vakasimba pakunamata kana kuti vane mabasa makuru avanoita musangano raJehovha vanomboorawo mwoyo. (Job 3:1-3; Pis 34:19) Tinodzidzei paurongwa hwekufudza nhengo dzemhuri yeBheteri?

ONA VHIDHIYO INONZI “VIMBA NAMWARI,” WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Nhengo dzemhuri yeBheteri dzinosangana nematambudziko api?

  • Zvinhu zvipi 4 zvinoitwa pakuvanyaradza?

  • Hama dzinovanyaradza dziri kubatsirwa sei?