Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mashoko Ekutanga

Mashoko Ekutanga

Ida Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose nesimba rako rose. Mashoko aya andiri kukurayira nhasi anofanira kuva mumwoyo mako; unofanira kuaroverera mumwanakomana wako uye utaure nezvawo paunogara mumba mako nepaunofamba mumugwagwa nepaunorara pasi nepaunomuka.DHEUTERONOMIO 6:5-7.