Mamwe Mazano Ekubatsira Mhuri
BHAIBHERI RINOPA MAZANO ANOBATSIRA vakaroorana, vabereki uye vechidiki. Zvarinotaura zvinogona kubatsira munhu kuita zvisarudzo zvakanaka.—Zvirevo 1:1-4.
BHAIBHERI RINOPINDURAWO MIBVUNZO MIKURU YEUPENYU, YAKADAI SEYEKUTI:
Tinokukurudzira kuti uverenge Bhaibheri kuti uwane mhinduro dzemibvunzo iyi nemimwewo. Ona vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? Enda pawebsite yedu inonzi www.ps8318.com.