NHARIREYOMURINDI Nhamba 6 2017 | Ndechipi Chipo Chikuru Kupfuura Zvese?
UNOFUNGEI?
Ndiani anokwanisa kupa chipo chakanakisisa muupenyu?
“Zvipo zvose zvakanaka nezvinopiwa zvose zvakakwana zvinobva kumusoro, nokuti zvinoburuka zvichibva kuna Baba vezviedza zvokudenga.”—Jakobho 1:17.
Magazini iyi inotibatsira kuti tikoshese chipo chikuru chatakapiwa naMwari.
NYAYA IRI PAKAVHA
“Ndicho Chipo Chandakanyanya Kufarira Kupfuura Zvese”
Unoda here kupa chipo chekuti munhu wawapa anofarawo nacho?
NYAYA IRI PAKAVHA
Kutsvaga Chipo Chakanakisisa
Hazvisi nyore kutsvagira munhu chipo nekuti hauzivi kuti achachifarira here kana kuti kwete.
NYAYA IRI PAKAVHA
Ndechipi Chipo Chikuru Kupfuura Zvese?
Pazvipo zvakapiwa vanhu naMwari, pane chikuru kupfuura zvese.
Jesu Akanga Akaita Sei?
Vanhu vakawanda vakadhirowa Jesu. Bhaibheri rinoti chii nezvezvaakanga akaita?
Zvaungaita Kana Wakanganisa
Tese tinoita zvikanganiso, pasinei nezera redu kana kuti ruzivo rwatava narwo. Asi tingaita sei kana takanganisa?
Nei Kuine maBhaibheri Akasiyana-siyana?
Pane chimwe chinhu chichakubatsira kunzwisisa kuti nei kuine maBhaibheri akasiyana-siyana.
MuKristu Anofanira Kupemberera Krisimasi Here?
Vadzidzi vaJesu vaipemberera Krisimasi here?
Bhaibheri Rinotii?
Shoko rekuti Amagedhoni rinoita kuti vamwe vanhu vatye, asi rinomborevei chaizvo?
Zvimwe Zviri paIndaneti
Sei Zvapupu zvaJehovha Zvisingapembereri Krisimasi?
Vanhu vakawanda vanopemberera Krisimasi kunyange zvazvo vachiziva kuti zvakatangira kuvanhu vasinganamati. Ona kuti sei Zvapupu zvaJehovha zvisingapembereri.