NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA May 2013

Magazini ino inotsanangura kuti tingabudirira sei kuita basa redu sevaevhangeri uye inotaura unhu hunogona kutibatsira kuti tikurukurirane zvakanaka mumhuri.

Ita Basa Rako soMuevhangeri

Nei zvichikosha kuti vanhu vanzwe mashoko akanaka mazuva ano? Uye tinganyatsoita sei basa redu sevaevhangeri?

‘Unoshingairira Mabasa Akanaka’ Here?

Nyaya ino inokurukura kuti kushingaira kwedu pabasa rokuparidza uye mufambiro wakanaka zvinoita sei kuti vanhu vauye kuna Mwari.

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

Kare marudzi akawanda aiuraya vamwe vanhu vaipara mhosva nokuvaroverera padanda. Zvakadini nerudzi rwekare rwevaIsraeri?

Simbisai Imba Yenyu Nokukurukurirana Zvakanaka

Kukurukurirana zvakanaka kunokosha kuti imba ifare. Nyaya ino inotaura zvinhu zvinogona kutibatsira kuti tikurukurirane zvakanaka.

Vabereki Nevana, Kurukurai Zvine Rudo

Ndezvipi zvimwe zvipingamupinyi panyaya yokukurukurirana zvakanaka? Zvingakundwa sei?

NYAYA YEUPENYU

Chinoita Kuti Upenyu Hwedu Huve Nechinangwa

Patricia ane vana vaviri vane chirwere chisingawanzobati vakawanda. Dzidza kuti vakaita sei kuti upenyu hwavo huve nechinangwa pasinei nematambudziko avo.

Chengetedza Nhaka Yako Nokusarudza Nokuchenjera

VaKristu vakachengeterwa nhaka inobva kuna Mwari yakaita sei, uye tinogona kudzidzei pane zvakaitwa naIsau?

KUBVA MUDURA RENHOROONDO YEDU

Vakaramba Vakashinga “Paawa Yokuedzwa”

Verenga kuti kutanga kwakaita Hondo Yenyika I muna 1914 kwakazoita sei kuti nyika izive kuti Vadzidzi veBhaibheri vaisapindira mune zvehondo.