NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA October 2013
Magazini ino inoongorora uchapupu hwezvakasikwa hunoratidza kuti Musiki wedu ane simba neuchenjeri. Uyewo, ona kuti tingaita sei zvinoenderana nemumwe munyengetero waJesu.
Vakazvipa Nemwoyo Unoda kuPhilippines
Ona kuti zvii zvakaita kuti vamwe vasiye mabasa avo, vetengese zvinhu zvavo, uye vatamire kunzvimbo dziri kwadzo dzoga dzekuPhilippines.
Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Kuti Mwari Ariko
Dzidza kuti tingabatsira sei vamwe kuti vanzwisise chokwadi nezveMusiki uye kuti isuwo tisimbise kutenda kwedu kuti Mwari ariko.
Ivai Varanda vaJehovha
Tingaita sei kuti tisava varanda vaSatani? Jehovha anopa mibayiro ipi kuvaranda vake vakatendeka?
NYAYA YEUPENYU
Kuvimba naJehovha Kwakandiwanisa Makomborero
Malcolm naGrace Allen, mumwe nomumwe wavo ava nemakore anopfuura 75 achishumira Jehovha. Verenga unzwe kuona kwavakaita kuti Jehovha anokomborera vanovimba naye.
Zvatinodzidza Mumunyengetero Wakanyatsogadzirirwa
Zvidzidzo zvipi zvatingawana mumunyengetero wevaRevhi? Tingaita sei kuti minyengetero yedu ive yomwoyo wose?
Ita Zvinoenderana Nemunyengetero waJesu
Jesu paakanyengetera akatanga ataura zvaidiwa naJehovha asati ataura zvake. Tingaita sei zvinoenderana nemunyengetero wake?
Unogona Here Kuwedzera Pane Zvauri Kuita Pakunyevera Vamwe?
Dzidza kuti vamwe vakashandisa sei mikana yose kuparidzira pachena pavanenge vachiita mabasa avo ezuva nezuva.