NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA September 2015

Magazini ino ine nyaya dzichadzidzwa kubva musi waOctober 26 kusvika November 29, 2015.

Uri Kushanda Nesimba Kuti Utevedzere Kukura kwaKristu Here?

Pasinei nokuti tava nenguva yakareba sei tichishumira Jehovha, tinoramba tichikura pakunamata.

Hana Yako Inokutungamirira Zvakanaka Here?

Ona kuti ingakubatsira sei kuti usarudze zvakanaka panyaya dzokurapwa, zvokuvaraidzwa nazvo uye basa rokuparidza.

“Mirai Makasimba Mukutenda”

Kufamba kwakaita Petro pamusoro pemvura kunotidzidzisei panyaya yokutenda

Jehovha Anoratidza Sei Kuti Anotida?

Unoomerwa nokubvuma kuti Jehovha anokuda here?

Tingaratidza Sei Kuti Tinoda Jehovha?

Hazvifaniri kungogumira mumwoyo.

NYAYA YEUPENYU

Chikomborero chaJehovha Chakandipfumisa

Verenga nyaya youpenyu yaMelita Jaracz, uyo akaita makore 50 mubasa renguva yakazara nemurume wake Ted Jaracz, weDare Rinodzora.