Tevedzera Kutenda Kwavo

Ona mavhidhiyo aya kuti udzidze kubva pamienzaniso yevarume nevakadzi vakatendeka vari muBhaibheri.

Tevedzera Kutenda Kwavo—Abrahamu, Chikamu 1

Ona vhidhiyo iyi uone kuti Abrahamu akasvika sei pakunyatsovimba kuti Jehovha anozadzisa zvese zvaakavimbisa.

Tevedzera Kutenda Kwavo—Abrahamu, Chikamu 2

Ona vhidhiyo iyi uone kuti Abrahamu akawana sei chikomborero chakazobatsirawo marudzi ese.

Tevedzera Kutenda Kwavo—Ribheka

Ribheka aizova nekutenda kwaizoita kuti abvume kubva pamba pavo achienda kunzvimbo yaaisaziva here?

Tevedzera Kutenda Kwavo—Miriyemu

Miriyemu akambokanganisawo sezvinongoita munhu wese. Ona kuti kutenda kwake muna Jehovha kwakamubatsira sei kuti abvume kurangwa naJehovha.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

KUTENDA MUNA MWARI

Tevedzera Kutenda Kwavo

Tevedzera kutenda kwevarume nevakadzi vanotaurwa muBhaibheri kuti uwedzere kuswedera pedyo naMwari.