Tevedzera Kutenda Kwavo—Ribheka
Nyaya idzi dzinotevedzana dzinonzi Tevedzera Kutenda Kwavo dzinotaura nezvevanhu vakasiyana-siyana vanotaurwa muBhaibheri vakaratidza kutenda kwakasimba. Munyaya ino, tichadzidza nezvaRibheka uye kuti nei tichifanira kumutevedzera.