RWIYO 41
Inzwaiwo Munyengetero Wangu
-
1. Baba inzwai, rwiyo rwangu.
Mwari wangu, ndogara nemi.
Zita renyu iguru chose.
(KORASI)
Jehovha wenyasha ndinzwei.
-
2. Mazvita nezuva ranhasi.
Mandipa upenyu nem’faro.
Ndinofadzwa nerudo rwenyu.
(KORASI)
Jehovha wenyasha ndinzwei.
-
3. Ndoda zvinhu zvakarurama!
Muchiedza ndifambisei.
Zvikarema ndisimbisei.
(KORASI)
Jehovha wenyasha ndinzwei.
(Onawo Eks. 22:27; Pis. 106:4; Jak. 5:11.)