Enda pane zvauri kuda

Kuratidzwa Zvinoitwa paBheteri

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu ayo atinoti Bheteri. Unogona kuona zvinoitwa pane mamwe mahofisi edu usina anokutungamirira.

Kutangazve Kushanyira Bheteri: Munyika dzakawanda, kubva musi wa1 June 2023, vanhu vachange vava kubvumidzwa kushanyira Bheteri. Kuti munzwe zvakawanda, taurai nehofisi yebazi yamuri kuda kushanyira. Musashanya kuBheteri kana makabatwa COVID-19,  muine zviratidzo zvedzihwa kana kuti flu, kana kuti makambova nemunhu akabatwa  COVID-19 munguva pfupi yadarika.

Haiti

Santo 20, No. 9

Route de Croix-des-Bouquets

PORT-AU-PRINCE

HAITI

+509 2813-1560

+509 2813-1561

+509 2813-1562

Mafambiro

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:​00 a.m. kusvika 11:​00 a.m. uye 1:​00 p.m. kusvika 4:​00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiHaitian Creole. Tinotarisira basa rinoitwa muungano dzinopfuura ??? muHaiti.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.